đŸ’ƒđŸŽ€ Paroles de chanson Française et Internationnales đŸŽ€đŸ’ƒ

 A   B   C   D   E   F   G   H   I   J   K   L   M   N   O   P   Q   R   S   T   U   V   W   X   Y   Z   0   1   2   3   4   5   6   7   8   9 
Artiste : Brian Nhira
Titre : Mwana Washe
Chishamiso
Tinoshamiswa nekuuya kwako
chipo che-u-penyu
Hautozivi mufaro waunopa

Kana pane chinhu
Chatinga kuudze
Uchitanga kufema kwekutanga

Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe

Uchakura
Nekusimba
Mazuva ese
Upenyu hunooma

Zvinonetsa zvichauya kwauri

Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe

Tichaedza kukutungamirira
Murwendo rwako
kukundikana kana kubudirira
Ichi chinoramba chiripo

Iye akasika mwedzi

Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe
Uri mwana washe