Ghetto rine nharo Ghetto rine long story Ghetto rine ngano Ghetto redu rina mambo akatsika tambo
Ghetto redu wangu rina Van Choga Ghetto redu wangu rina Van Choga (Ghetto redu wangu rina Van Choga)
Hapana kana pressure Ndoshanda kusvika kwayedza I got the city on my back Mosana wangu vakavezwa
There I put mu momz girl child nemakudo I told the girl child don´t act wild nemakumbo Ma niggas haazi safe (My niggas haazi safe) Kiyirai hanzvadzi dzese (Kiyirai hanzvadzi dzese)
I´m not a pressure guy mababie anotondizeza nhai It´s a law yes thanks ndene ndapendza naye Chenjerai, chenjerai mbeva dzamateya Chenjerai, chengerai kusengedzwa macheya
Ghetto rine nharo Ghetto rine long story Ghetto rine ngano Ghetto redu rina mambo akatsika tambo
Ghetto redu wangu rina Van Choga Ghetto redu wangu rina Van Choga (Ghetto redu wangu rina Van Choga)
Ini handoto batike paden, maskati nemaskeni Manheru acho ndine prazi remaplan Ndakatora chimuti kubva kune vaya Vatakamboudza kuti musaganzire mafans
Couples of my cousins be calling like
Nhai iwe modekai, hauchandione nhai Nhai iwe hauchafone why? I´ve been on the road Ndikasadaro ndoita rombe mhai
That´s what I told them everytime It´s true but then it doesn´t hurt Send them a reminder Tete ndichiriko, tete muri chipo Ndichauya naye mudiwa wangu Munozviziwa wani
Ghetto rine nharo Ghetto rine long story Ghetto rine ngano Ghetto redu rina mambo akatsika tambo
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga (Ghetto redu wangu rina Van Choga)