Anotobvawo kumba kune vanhu Anotobvawo kumba kune vanoti Hecho chimhandara chedu Asi achangobva kutemwa nesando
Isu tinoona to togara Totanga kumhan´ara zvedu Aiwazve gents haisi mhosva kufamba ne Benz Asi imhosva kubva maregedza Achinyanya kunakwa ne gesture Anyanya kunanwa ne gesture Aiwa anyanya kunanwa ne gesture
Ukamuratidza mari, achakuratidza mabvi Achati take take take, achafuratira njanji Kwatiri achati hee ndine mfec, achatikavira panze Asi pachapera mhanzi, tichamugadzika pasi Tichamugadzika
Anotobvawo kumba kune vanhu Anotobvawo kumba kune vanoti Hecho chimhandara chedu Asi achangobva kutemwa nesando
Isu tinoona to togara Totanga kumhan´ara zvedu Aiwazve gents haisi mhosva kufamba ne Benz Asi imhosva kubva maregedza Achinyanya kunakwa ne gesture Anyanya kunanwa ne gesture Aiwa anyanya kunanwa ne gesture
Momz vake, vari tied too plus yakarova BP Little brother dropped outta high school aka dropper EP Zvakoshota zvizhinji Tava sure hatiiwine iyi
Aya ma sports asiri easy Aya ma, anonzi Joyleen She was tellin´ me ´ko inini?´
Kamba--- babakatenga takambosasa nasamatenga Takafamba mawo ma church aya, takazotambura takatemba zvehumhandara zvakarema ndirikuparara ndaka tenser Midzimu ya Baba yakaneta, ndirikutsva mhani hapana mhepo apa
Ndirikutsva mhani hapana mhepo apa Chizvizivai Chizvizivai Kuti vimbai, iye vimbai wacho
Anotobvawo kumba kune vanhu Anotobvawo kumba kune vanoti Hecho chimhandara chedu
Asi achangobva kutemwa nesando